Uku kurara kana kudonha kunoita vanhu, kana chii zvacho, zvakawanda panguva imwe chete. Ndawana vana vakaita murakatira kurara kumba nenzara yanga yaruma.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“murakatira”