Browse Words
Shona Definition
Uyu munhu anofarira kugara akachena. Kuti mukomana awane musikana, anofanirwa kunge ari murambatsvina. Uyu munhu anodzidzisa vanhu nezvekutsvinda- tsvinda. Iyi imhando yenzungu chena, diki kune dzimwe.
English Translation
This person likes to be clean. For a boy to find a girl, he needs to be neat and clean. This person teaches people about cleanliness. This is a type of white nut, smaller than others.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.