Used in other entries
“Ku femba kufema zvine simba uchikwevera mweya mukati, kuti usvute fodya yomumhino kana kuti unyatsonzwa munhuhwi kana hwema hwechimwe chinhu.”
from -femba“Hwema munhuhwi wemhuka kana womunhu unonzikwa nembwa nedzimwe mhuka, zvikuru pakuvhima kana kuvhimwa.”
from hwema“Ku svisvidza kuita kuti imbwa itevedze munhuhwi kana hwema hwemhuka kana munhu.”
from -svisvidza“Mukadzi uyo ane pamuviri paangonzwa munhuhwi wenyama abva angonoti boko panze.”
from boko“Mukadzi uyo ane pamuviri paangonzwa munhuhwi wenyama abva angonoti boko panze.”
from boko