Used in other entries
“mboro Chirema munhukadzi anenge akurirwa nenhumbu.”
from chirema“Uyu musikana kana munhukadzi akaberekwa mudumbu rimwe nemukomana kana kuti mwanasikana wokwamaiguru, mainini, babamukuru kana babamunini.”
from hanzvadzisikana“Nehanda munhukadzi anopiwa kusvikiro rinonayisa mvura.”
from nehanda“Iri izwi rinoshandiswa pakukudza munhukadzi.”
from ngosikazi“Iri izwi rinoshandiswa nemunhu kana achidavira adanwa namai kana nemumwewo munhukadzi."”
from mha“Mumvana munhukadzi ane mwana kana vana.”
from mumvana