Used in other entries
“Munda mutsva unoonekwa nokuwanda kwamadzitsi kana wanga uri pane sango.”
from dzitsi“dofo Dandara idara rinovakwa namatanda rine panogona kugarika pakakwirira panogona kurindwa munda munhu ari kana kuisawo mbeu.”
from dandara“Dzawe munda womunhurume anenge aine barika.”
from dzawe“Dikwindi munda une vhu dema rakaorera”
from dikwindi“Murindi wamakudo akanga akadenengara pamusoro pechirindo, achiona munda wese.”
from -denengara“Uku kusakura zvakare kechipiri kana kechitatu, munda wakambosakurwa kare.”
from mabvuururo