Used in other entries
“Uyu mumwe wevasikana kana vakomana vanenge vari pamuchato, vachitsigira vachati, mungava muchechi, kana kwamudzviti, kana dzimwe hofisi dzinochatira vanhu.”
from muperekedzi“Mutambi munhu anotevedzera, mungava mumifananidzo kana zvimwewo, zvinoitwa nemunhu anenge ari murungano.”
from mutambi“Kuti shutu kuzara kwezvinhu, mungava musaga kana pamwewo.”
from shutu“Uyu munhu anotengesa zvinhu mungava munzira, mubepa kana muwairesi.”
from mushambadzi“mungava”
from ngava“Kana chinhu chati pai chinenge chabatirira mudenga, mungava mumuti, icho changa chichifungirwa kuti chichadzika pasi.”
from pai