Browse Words
Shona Definition
Munhu ano fembera anokwanisa kuziva nokutaura zvinhu zvichazoitika kana kuti zvakaitika iye asipo. Sei pasina kana muporofita mumwe chete akagara afembera kuti kuchauya mukondombera?
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.