Browse Words
Shona Definition
Mugoni munhu anoziva zvimwe zvinhu zvinenge zvichitaurwa pamusoro pazvo. muzivi Mugoni munhu waunoyemura, ane mhanza yakanaka. Mugoni zvake Shuvai, akahwina mabhiza.
English Translation
A mugoni is someone who knows certain things that are being talked about. A mugoni is someone you admire, who has good fortune. Shuvai is a mugoni, she won the horses.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Asi vabereki vose vane vana vanoziva kuti kushereketa kwepwere hakuna mugoni.”
from Manatsira pwere / imhanje