Used in other entries
“Ku kodzongera kutenderedza kwaunoramba uchiita mugoti, kuti upfu hunyatsosangana nemvura paunenge uchibika sadza.”
from -kodzongera“Gwaku mugoti une mberi kwakacherwa kuita kakomba, unoshandiswa kunokoresa zvinhu kana pakupakura usavi.”
from gwaku“Kuti tuvhu kunyika mugoti uchipakura zvokudya.”
from tuvhu“Kuti kodzo kodzo kutenderedza kwaunoita mugoti, uchikurunga kana kumona sadza paunenge uchiribika.”
from kodzo kodzo“Unofanira kukokora mugoti wawabikisa usati waomera sadza?”
from -kokora“Kana munhu achi kurunga anenge achishandisa mugoti, chipunu kana chimwewo chinhu kusanganisa zvinenge zvichida kusanganiswa.”
from -kurunga