DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Manatsira pwere / imhanje

Shona Definition

Kana munhu asina mwana anofunga kuti iye angagona kurayira vana nokuvadzidzisa tsika dzakanaka. Asi vabereki vose vane vana vanoziva kuti kushereketa kwepwere hakuna mugoni.

English Translation

It is the woman with no children of her own who is sure she could handle them best; those who actually have children know how hard they are to control.

Cultural Context

“Quoted with irony by parents against childless people who claim to know how children should be raised.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Mugoni wepwere / ndousinayo

The one who seems best at handling children is the one who has none of their own.