Browse Words
Shona Definition
Uku kuita chinhu uchifunga kuti wapedza, wozoona kuti unenge uchifanira kuchidzokorora zvakare, nokuti chinenge chisina kubuda sezvaunoda. Mukadzi akaita mufakaviri apo akapedza kutsvaira pachivanzi mhepo ichibva yauya ichiisa marara akachizotangazve.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.