DuraMazwi
Browse Words
Words

kakaaka

Shona Definition

Kuti kakaaka kuzamura wakamira. zazanu . Kuti kakaaka kuzara kusvika kumusoro kwechinhu chakaita somugomo. Kana vanhu vakamira vakawanda mumutsetse vanenge vakati kakaaka . Madzimai anga akati kakaaka mudungwe achienda kutsime.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.