Used in other entries
“Kana uchi fokasa kamera unenge uchiigadziridza kuti zvauri kutora zvinyatsoonekwa, mifananidzo yacho ichizonyatsobudawo zvakanaka.”
from -fokasa“Kana kamera iri mu fokasi inenge yakanyatsoteya kuti zviri kutorwa mifananidzo zvinyatsoonekwa, uyezve kuti zvizonyatsobuda.”
from fokasi“Ku pikicha kutora mufananidzo wemunhu kana zvimwe zvinhu uchishandisa kamera.”
from -pikicha“Kamera ine furashi yakanaka nokuti inotora mifananidzo chero kusina zuva.”
from furashi“kamera”
from foto