Giya kasimbi kanofambisa muchina zvishoma kana zvakanyanya. Kuti ukwire mukwidza, isa motokari mugiya rine simba.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Kana munhu achi giya anenge achitsika pasi zvine simba achidzana.”