Used in other entries
“Dheti izuva remwedzi rinotaridzwa namanhamba ari pakati pa1 na Takawana kuzvitonga dheti richiti 18 Bandwe Dheti muchero unonaka, unoberekwa nemuchindwi.”
from dheti“Ku dededza kuruma chibage kana muchero, uchiti apa waruma, apa warumazve.”
from -dededza“Dohwe muchero unotsemuka mbadzi dzakaenzana kana waibva.”
from dohwe“Koko imbesa kana muchero unogayiwa upfu hunobikiswa chinwiwa chakada kuita sekofi.”
from koko“Kokonati muchero une ganda rakaoma zvikuru, rine tumveremvere nemukati makachena semukaka.”
from kokonati“Kuti kozomo kudonha kubva mumuti kwemunhu, mhuka kana muchero.”
from kozomo