Dohwe muchero unotsemuka mbadzi dzakaenzana kana waibva. Ndakadya dohwe rakanga rakanuna ndikanzwa gotsi kuoma nokutapira kwaro.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“dohwe”