Browse Tsumo
Shona Definition
Rega kureva vokwako novokunze nokuti izvi zvinoratidza kusanzwanana kwenyu. Hama inovhikirira wokwayo paya paanenge oiswa munjodzi kana kuti paanenge achirehwa. Iyi tsumo inorevawo kuti ishe kana kuti mubereki ndiye anodzivirira vana vake panguva yenjodzi.
English Translation
Keep family disputes and secrets away from outsiders, who could otherwise use them against you; a relative stands up for his own when they are threatened or spoken against.
Cultural Context
“Also invoked of a chief, guardian or parent whose role is to shield those under him from outside harm.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Mupanje wekunze unodzivirira iri mukatiThe ridge running along the outside of a field shields whatever is growing within it.