Used in other entries
“Kana uchi dziya moto unenge wakagara pedyo nawo uchida kuti usatonhorwa.”
from -dziya“Chipoko mweya womunhu akafa, anenge achinetsa vapenyu nokuita moto unovhundusira vanhu.”
from chipoko“Kana uchi dzima moto kana mwenje unenge uchiita zvinosakisa kuti usabaka.”
from -dzima“Choto inzvimbo inoveserwa moto.”
from choto“Moto waiti daku daku uchibva pamakwande.”
from daku daku“Mukomana akati tutsotso dyore dyore ndokuvesa moto.”
from dyore dyore