Used in other entries
“Motokari yose inofanira kuve nedhenjaraiti rinobaka kumashure paunotsika mabhureki.”
from dhenjaraiti“Uyu munhu akadzidzira kufambisa motokari, bhazi kana zvimwewo zvinofamba neinjini.”
from dhiraivha“Kuti dhuru dhuru kutinhira kunoita motokari yakamira panzvimbo imwe.”
from dhuru dhuru“Kana motokari ichi dhuruma inenge ichiita ruzha ichifamba kana kuti yakamira.”
from -dhuruma“Kana bhatiri rakanaka, motokari kwayo inongoti kamwe chete kehee-, yatomuka.”
from keheeheehe“Unofunga kuti vangaitenga here motokari inodhura kudai?”
from ko