DuraMazwi
Browse Words
Words

mhoroi

Shona Definition

Iri izwi rinoshandiswa kukwazisa kana kutambira vanhu vaviri kana kudarika, kana kuti munhu mumwe chete mukuru kwauri, kana mumwewo waunokudza.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries