Used in other entries
“Chishava chinhu chakashata chingaitwa ichitova mhosva, sekubaya munhu nebanga.”
from chishava“Chivara inzvimbo inogara varume vachitandara kana kutonga mhosva.”
from chivara“Mbatwa munhu anenge atowanikidzwa achipara mhosva akabatwa.”
from mbatwa“Mapurisa okwakatsekera haana simba rokusungira vanhu mhosva dzese dzese.”
from katsekera“Chiguro mutongo unopiwa munhu panopera kutongwa mhosva.”
from chiguro“Uku kutya kunoita munhu anoziva kuti akapara mhosva.”
from mazuruzuru