DuraMazwi
Browse Words
Words

mhingo

Shona Definition

Mhingo mushonga unopihwa munhu nen'anga kuti afambe nawo, kana kuisa pamusha pake, kudzinga vavengi pamwe nekuita kuti mishonga yavo ishaye basa. Mhingo idanda rinoshandiswa kuvhara pamusiwo wakaita sewetsapi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.