Used in other entries
“Ukaona munhu achimuka achiridza mhere anenge akabatiwa nemadzikirira.”
from dzikirira“Ku kwanyanuka kusimuka zvisina mhere, pakare pakare.”
from -kwanyanuka“Pavakanzwa mhere kuti turii, VaMuchakata vakabva vasumuka, ndokuti tande vakanagako.”
from tande“Ku sveerera kupinda pamwe panhu uchizuva nedumbu zvisina mhere mhere.”
from -sveerera“Kuti turi-i kuridza mhere inoenda kure.”
from turi-i“Kuti yowe-e kuridza mhere kunoita munhu anenge achitya zvaanenge aona kana kunzwa.”
from yowe-e