DuraMazwi
Browse Words
Words

yowe-e

Shona Definition

Kuti yowe-e kuratidza kurwadziwa zvikuru nekurwara kana kukuvara. Yowe-e, musana wangu wobanda. Inga chandakadya chamuka, nhai vasikana! maiwe-e . Kuti yowe-e kuridza mhere kunoita munhu anenge achitya zvaanenge aona kana kunzwa. maiwe-e .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.