DuraMazwi
Browse Words
Words

mbirimi

Shona Definition

Mbirimi munhu anoshanda zvikuru uye achiziva basa racho. Sekuru vangu imbirimi pakuveza mipinyi. mazvikokota nyanzvi

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries