Browse Words
Shona Definition
Zvinhu zvi mbishi ndezvinenge zvisina kuibva. Kana munhu achinzi mu mbishi anenge ane maitiro asingaenderane nepaanenge ari zviya zvekushaya kunyatsodzikama kana rukudzo. Mukaka mu mbishi unenge usina kukora.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Hora idamba mbishi.”
from hora“Iyi inyama yesusu inowanzopiwa vakomana kuti vadye iri mbishi, kuti vagogona kuridza mheterwa.”
from chiridzamheterwa“Ku babandura kutsenga zvinhu zvakaomarara zvakaita sembambaira mbishi.”
from -babandura“Ku bubudura kudya kunoita munhu chinhu chakaita sembambaira mbishi.”
from -bubudura“Urwu rudzi rwetsenza dzisingadyiwi dziri mbishi.”
from nhura