DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Huru inokudzwa newayo

Shona Definition

Kana munhu akava nechinhu chikuru chine mbirimi, vanhu vanomuitira shanje. Chinhu chikuru chinotorumbidzwa nomuridzi wacho. Vanhu havafariri kuona mumwe achiwana zvinhu zvizhinji ivo vachishaya.

English Translation

When someone owns something great and well known, others envy him and play it down, so the great thing ends up being praised by its owner alone. People dislike seeing another acquire plenty while they themselves have little.

Cultural Context

“Invoked where jealousy means a person with large holdings gets no credit from anyone but himself.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.