Used in other entries
“Chipika ibhandi rehembe rinogara rakatenderedza huro, rine nzeve mbiri dzakapamhamha.”
from chipika“Nhunzi mbiri dzabatwa nedandadzi.”
from dandadzi“Chinoto munhu akapfuma zvine mbiri.”
from chinoto“Tinoshandisa hokuno kutaridza zvinhu zviri pedo kana chiitiko chine mbiri.”
from hokuno“Hando mbiri dzakandosvikoti nyanga dzadzo gwede, ndokutanga kusundana.”
from gwede“Ndapihwa nhango mbiri chete dzenyama dzekudyisa sadza.”
from nhango