DuraMazwi
Browse Words
Words

mbikiti

Shona Definition

Kana munhu akamira akati mbikiti , anenge akangomirawo zvake asina zvaari kuita. tumbi . Kuti pasi mbikiti kudonha.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.