Used in other entries
“Kana mbambo yakati kwesere muburi mayo zvinoreva kuti zvinenge zvakanyatsoenzanirana.”
from kwesere“Chikende igomba rinocherwa kuiswa mbambo dzinotara muganhu womunda.”
from chikende“mbambo”
from hoko“Ku pfumanidza kutora zvinhu zvanga zviri mapandi, wozviita chinhu chimwe uchisona kana kushandisa mbambo dzaunosunga nechipanera, kana makavi, kana zvipikiri.”
from -pfumanidza“Mbambo yegejo yakati gwedu tiri pakati pokurima.”
from -gweduka“Kana mbambo yakati kwesere muburi mayo zvinoreva kuti zvinenge zvakanyatsoenzanirana.”
from kwesere