Used in other entries
“Kana aputa mbanje anodhakwa.”
from -puta“Pataisvuta mbanje takaitwa chibvuribvuri nemapurisa.”
from chibvuribvuri“Mapurisa achesa mumba momurume anotengesa mbanje.”
from -chesa“Kana munhu akakura aine tsika yakaipa, sokuti kunwa hwahwa kana kuputa mbanje, anogona kuzoregera tsika dzakadai idzi.”
from Nguruve madhaka / ndeayo