Browse Words
Shona Definition
Kuti mba kubata chinhu nechanza cheruoko. Kuti mba kutora zvinhu zvakawanda nemaoko. Akati mba tsama yenzungu ndokuenda. Kuti mba kudzvanyidzira zvine simba. Akanditi mba maoko, ndikatadza kupukunyura.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.