DuraMazwi
Browse Words
Words

materera

Shona Definition

Kana wapiwa materera unenge wasarudzwa kuti ndiwe unochengeta vana vomufi. sarapavana 1a . Kana uchitonga materera unenge uri munhu ambofanoiswa pachinzvimbo chamambo afa, kusvikira nguva ichazogadzwa mambo mutsva.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.