Used in other entries
“Ku turika imba kuipfurira neuswa kana marata.”
from -turika“Njereza chidimbu chesimbi chinenge chakati tsurumete, sezvakaita marata.”
from njereza“Izvi zvinhu zvakaita zvisimbi kana marata, zvinenge zvakangokandwa pasi.”
from ungonjongonjo“Imba yakazhizhwa nezimupuranga, ikabva yapwanyika marata.”
from -zhizha“Gata muhorongwa wakagadzirwa nemarata kana purasitiki rinoiswa kunoperera marata kuti urasire mvura divi rimwe.”
from gata