Used in other entries
“Iyi inzvimbo inoshandiswa kupisira marara kana zvimwewo zvakasiyana- siyana.”
from chipisiro“Iyi inzvimbo kana mudziyo unoshandiswa kurasira marara.”
from dhodhibhokisi“Uyu mudziyo wokurasira marara pamusha.”
from chiduumiro“Ku kukura kuunganidza marara nereki kana neupi zvawo mudziyo, kuitira kuti azopiswa kana kuzoorerwa.”
from -kukura“Kundira marara ayo kunze kwechivanze uko, tigozoapisa manheru.”
from -kundira“Akasvikoti bveveve paive pazere marara.”
from bveveve