Used in other entries
“Guhwa kutaura maererano neumwe munhu uchireva chokwadi kana manyepo maererano naye iye asipo.”
from guhwa guwa“Kuti mwengu kutaura manyepo.”
from mwengu“Ku pfunhanisa kutaura manyepo pamusoro pomumwe munhu, kuti vanhu vamuvenge uye kuva nepfungwa dzakashata maererano naye.”
from -pfunhanisa“Aya manyepo anorukwa nemunhu kuti awane zvaanoda, vanhu vachiti ichokwadi.”
from manomano“manyepo”
from ndeke“Kuti mwengu kutaura manyepo.”
from mwengu