Browse Words
Shona Definition
Manyowa indove yemhuka kana masora anoiswa mumunda kuti mbeu dzikure zvakanaka. mupfudze mufudze
English Translation
Manure is animal dung or weeds that are put in the field so that the seeds grow well. Compost is also manure.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“manyowa kombositi Uyu munhu anongotora zvinhu zvose asingasarudzi.”
from maorera“Mupfudze manyowa emombe anobva mundove yacho.”
from mupfudze“Iri isora rinomera padanga kana pane manyowa, rinowanzodyiwa nemombe.”
from mwowa sena