Browse Words
Shona Definition
Mainini munin'ina wamai. Mainini mukadzi achangoroorwa asina mwana anonzi mainini nehanzvadzi dzemurume nevamwewo vese vechikuru. Mainini mukadzi wemunin'ina. Mainini mukadzi wemunin'ina wemurume wako. Mainini munin'ina wemukadzi wako. Mainini munin'inasikana. Mainini mukadzi mudiki pabarika.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mainini”
from amainini“Uyu musikana kana munhukadzi akaberekwa mudumbu rimwe nemukomana kana kuti mwanasikana wokwamaiguru, mainini, babamukuru kana babamunini.”
from hanzvadzisikana“Uyu mukomana kana munhurume akaberekwa mudumbu rimwe nemusikana, kana kuti mwanakomana wokwamaiguru, mainini, babamukuru kana babamunini.”
from hanzvadzikomana