Maiwe-e izwi rinoshandiswa pakukanuka kana kukatyamara, mushure mekutaurwa kana kuonekwa kwezvinoshamisa, kana kuti zvinogumbura.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.