Used in other entries
“Aya magufu kana mafufu anosaririra mukanwa kana munhu achinge anwa masvusvu kana maheu.”
from masvisvinwa“Haano maheu mumwe.”
from haano“Mumera zviyo zvakaiswa mumvura zvikamera zvinozokuyiwa kuti zvibikise doro kana maheu.”
from mumera“Chipfuko ihari yevhu inoshandiswa kuchengetera mvura kana maheu kana hwahwa.”
from chipfuko“maheu”
from magada