Used in other entries
“Ku kwekwedza kunwa kunoita munhu chinhu chine masese, achinyatsozvuva kuti asanwirane nemasese aya.”
from -kwekwedza“Muweru imvura yakachena inosara pamusoro, masese edoro adzika pasi pehari.”
from muweru“Musvi kunwa kunenge kwabviswa magufu kana masese, kwasara nhapitapi yega.”
from musvi“Iyi isefa inosviniswa hwahwa kuti hubve masese kuchisara musvi.”
from chisunguro“Chitepo mudziyo unoshandiswa kupatsanura masese kubva kumusvi.”
from chitepo