Used in other entries
“Kana uchi dhingura magetsi unenge uchitsenhura siwichi kuti magetsi achirega kushanda.”
from -dhingura“Dhorobha inzanga huru yemisha inosanganisira maindasitiri, zvitoro nemahofisi, ine magetsi anovhenekera migwagwa, nhandare dzendege nedzimba dzomudurikidzwa.”
from dhorobha“Ukatarisa mudhorobha usiku unoona magetsi huri un'ain'ai kupfuta.”
from un'ain'ai“Kana uchi dhima magetsi emota unenge uchiita kuti chiedza chawo chive chishoma, kuti chisadzivaidza vamwe vanenge vari mumugwagwa.”
from -dhima“Magetsi akazobaka nguva dzapera chose.”
from dza-“Magetsi emotokari aihwihwinyika zvaidzivaidza vanhu mumugwagwa.”
from -hwihwinyika