Used in other entries
“Kana munhu aka tonona anenge akaita seakagara pazvitsitsinho, asi magaro ake asingagunzvi pasi.”
from -tonona“Ku tindimara kufamba magaro achitamba-tamba, achinge akanyanya kubuda kumashure.”
from -tindimara“Uyu munhukadzi ane magaro makuru, anozungunuka paanenge achifamba.”
from dinyamutinya“Musana kuseri kwemuviri wemunhu kunobvira pakagumira huro kusvika panotangira magaro.”
from musana“Uku kugara munhu wakaisa magaro nezvitsiko zvetsoka pasi.”
from mutonono“Kuti go kugara kwekuti magaro anenge ari pasi, tsoka dzakatsikawo pasi, kunoitwa kazhinji nemunhu anenge aneta.”
from go