Used in other entries
“Chipotswa chaakawana kubasa ndicho chakamuvhuna musana.”
from chipotswa“Koko ndiwo musana webhokisi remachisi, unokwenyerwa tutanda papendi yakanamirwa tuchibaka moto.”
from koko“Ku kokonyara kufamba musana wakakombama dzimwe nguva nepamusana pekuzvida.”
from -kokonyara“Iri igava rine musana mutema.”
from nheveravauya“Kuti ngondi ngondi kufamba zvishoma zvishoma, musana wakakombamiswa.”
from ngondi ngondi“Kuti chinjiziri kuzvimbirira kunotandira, asi kwakatetepera kuchitevedza musana wemhuka.”
from chinjiziri