Used in other entries
“Besvu magariro anoita munhu, akataranganisa makumbo ake zvakanyanya zvinoonesa zviri mukati.”
from besvu“Chisero magariro aunenge wakaita wakapfunya makumbo.”
from chisero“Chivanhu magariro nemaitiro evaShona, kana kuti evanhu vatema vose zvavo.”
from chivanhu“Ku denheka kusagara zvakanaka kwechinhu chinenge chakanganiswa magariro acho zvinogona kuchipunzira pasi.”
from -denheka“Uku kuoma kwenyama kana panosangana mabhonzo emuviri, nokuda kwekuramba munhu akagara kana kurara kwenguva refu, asingachinji magariro kana marariro.”
from nyamunhari“magariro Musambo rudzi rwemhanzi.”
from musambo