Browse Words
Shona Definition
Madziro mudhuri kana chimwe chinhu chinovharidzira kuti zviri mukati zvisaonekwe. Madziro emba yake matetetete, zvekuti unotonzwa zvinenge zvichitaurwa nevanenge vari mune imwe kamuri.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Usagunha madziro asati aoma.”
from -gunha“Suko ivhu jena rinoshandiswa pakudzudzura madziro.”
from suko“Iri ivhu rakakanyiwa rokudzudzurisa madziro.”
from sanganiso“Ku zendama kutsamira madziro kana pamwe panhu pakasimba.”
from -zendama“Akabondera chiziso paaimanya achitevedza madziro.”
from chiziso