Browse Words
Shona Definition
Ku gunha kukweshera pachimwe chinhu. Usagunha madziro asati aoma. -gunzva . Ku gunha kuitira mumwe munhu zvisingamufadzi, zvichigumisira mukutukana kana mava kurwa. Kugunha kudinhura chiteyo. Kugunha kutinhira kunoitika kana mvura yoda kunaya. -ngunduma . Kugunha kurovera pachinhu chakanyorovera.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.