Used in other entries
“Ku karara kukosora kunoita munhu achiburitsa mate ane madzihwa akakora.”
from -karara“Iri ijira diki rinoshandiswa kufurisa madzihwa kana kupukuta dikita.”
from hangachepfu“Pisika mwana uyo madzihwa.”
from -pisika“Kuti pfu kubvisa madzihwa kana guruva rinenge riri mumhino.”
from pfu“Paakati bwiru mukaka weupfu wakabva wamukachidza, zvekuti akaburitsa madzihwa nemisodzi.”
from bwiru“Paakati bwiru mukaka weupfu wakabva wamukachidza, zvekuti akaburitsa madzihwa nemisodzi.”
from bwiru