Used in other entries
“Takagwayawaya taona mabiko acho asina tunyama nedoro.”
from -gwayawaya“Muchato mabiko anoitirwa vaviri vanenge vachiroorana.”
from muchato“mabiko Madyo kudya uchikurumidza, sezvinoita munhu anokara.”
from madyo“Kana munhu akawana mabiko kana kuti doro rebira rapera, ndokugopiwa mukombe wehwahwa mumwe zvawo wange wasara, haangaendi achiti haana kunwa hwahwa pabira apa.”
from Yatsika musheche / yanwa