DuraMazwi
Browse Words
Words

-gwayawaya

Shona Definition

Ku gwayawaya kufamba- famba kungava kutiza kana kungoendawo. Takagwayawaya taona mabiko acho asina tunyama nedoro. -vhaya, -dhuma .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.